Mabasa 20:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 kunze kwokuti muguta neguta mudzimu mutsvene+ unoramba uchindipupurira zvaunotaura kuti zvisungo nokutambudzika zvakandimirira.+ Mabasa 21:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 akauya kwatiri, akatora bhandi raPauro, akazvisunga makumbo nemaoko, akati: “Izvi ndizvo zvinotaura mudzimu mutsvene, ‘VaJudha vachasunga+ muridzi webhandi iri seizvi muJerusarema vomuisa+ mumaoko evanhu vemamwe marudzi.’” VaEfeso 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 andiri kushanda ndiri mumiririri wawo ndakasungwa+ necheni; kuti nditaure pamusoro pawo noushingi sezvandinofanira kutaura.+
23 kunze kwokuti muguta neguta mudzimu mutsvene+ unoramba uchindipupurira zvaunotaura kuti zvisungo nokutambudzika zvakandimirira.+
11 akauya kwatiri, akatora bhandi raPauro, akazvisunga makumbo nemaoko, akati: “Izvi ndizvo zvinotaura mudzimu mutsvene, ‘VaJudha vachasunga+ muridzi webhandi iri seizvi muJerusarema vomuisa+ mumaoko evanhu vemamwe marudzi.’”
20 andiri kushanda ndiri mumiririri wawo ndakasungwa+ necheni; kuti nditaure pamusoro pawo noushingi sezvandinofanira kutaura.+