Mabasa 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ivo vakati: “Koneriyasi, mukuru weuto, murume akarurama, anotya Mwari+ uye anopupurirwa zvakanaka+ norudzi rwose rwevaJudha, akapiwa mirayiridzo yaMwari nengirozi tsvene kuti akushevedze kuti uuye kumba kwake kuti anzwe zvinhu zvauchataura.” 1 Timoti 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvakare, anofanirawo kupupurirwa zvakanaka kwazvo nevanhu vari kunze,+ kuti arege kuzvidzwa uye kupinda mumusungo+ waDhiyabhorosi.
22 Ivo vakati: “Koneriyasi, mukuru weuto, murume akarurama, anotya Mwari+ uye anopupurirwa zvakanaka+ norudzi rwose rwevaJudha, akapiwa mirayiridzo yaMwari nengirozi tsvene kuti akushevedze kuti uuye kumba kwake kuti anzwe zvinhu zvauchataura.”
7 Zvakare, anofanirawo kupupurirwa zvakanaka kwazvo nevanhu vari kunze,+ kuti arege kuzvidzwa uye kupinda mumusungo+ waDhiyabhorosi.