2 VaKorinde 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 anotinyaradza pakutambudzika+ kwedu kwose, kuti tikwanise kunyaradza+ vaya vari pakutambudzika chero kworudzi rupi zvarwo nokunyaradza kwatiri kunyaradzwa nako naMwari.+
4 anotinyaradza pakutambudzika+ kwedu kwose, kuti tikwanise kunyaradza+ vaya vari pakutambudzika chero kworudzi rupi zvarwo nokunyaradza kwatiri kunyaradzwa nako naMwari.+