Mateu 11:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Panguva iyoyo Jesu akabva ati: “Ndinokurumbidzai pachena, Baba, Ishe wedenga nenyika, nokuti makavanzira zvinhu izvi vakachenjera nevakangwara mukazvizarurira vacheche.+ 1 VaKorinde 1:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 asi Mwari akasarudza zvinhu zvoupenzi zvenyika,+ kuti anyadzise vanhu vakachenjera; uye Mwari akasarudza zvinhu zvisina simba zvenyika, kuti anyadzise zvinhu zvakasimba;+
25 Panguva iyoyo Jesu akabva ati: “Ndinokurumbidzai pachena, Baba, Ishe wedenga nenyika, nokuti makavanzira zvinhu izvi vakachenjera nevakangwara mukazvizarurira vacheche.+
27 asi Mwari akasarudza zvinhu zvoupenzi zvenyika,+ kuti anyadzise vanhu vakachenjera; uye Mwari akasarudza zvinhu zvisina simba zvenyika, kuti anyadzise zvinhu zvakasimba;+