Dheuteronomi 30:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti shoko racho riri pedyo kwazvo newe, mumuromo mako nomumwoyo mako,+ kuti uriite.+ Ezekieri 20:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “‘“Ndakavapa mirau yangu;+ uye ndakavazivisa zvandakatonga,+ kuti munhu anoramba achizviita arambewo achirarama maererano nazvo.+ Jakobho 1:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvisinei, ivai vaiti veshoko,+ kwete vanzwi chete, muchizvinyengera nokufunga kwenhema.+
11 “‘“Ndakavapa mirau yangu;+ uye ndakavazivisa zvandakatonga,+ kuti munhu anoramba achizviita arambewo achirarama maererano nazvo.+