Jeremiya 9:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Tarirai! Mazuva ari kuuya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichaita kuti vanhu vose vakadzingiswa asi vachiri pakusadzingiswa vazvidavirire,+ VaGaratiya 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti kuna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvimbokoshi,+ asi kutenda+ kunoshanda norudo+ ndiko kunokosha.
25 “Tarirai! Mazuva ari kuuya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichaita kuti vanhu vose vakadzingiswa asi vachiri pakusadzingiswa vazvidavirire,+
6 Nokuti kuna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvimbokoshi,+ asi kutenda+ kunoshanda norudo+ ndiko kunokosha.