2 VaKorinde 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Naizvozvo hatineti, asi kunyange munhu watiri nechokunze ari kupera, chokwadi munhu watiri nechomukati+ ari kuitwa mutsva zuva nezuva. VaEfeso 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 kuti maererano nepfuma+ yokukudzwa kwake abvumire kuti musimbiswe mumunhu wamuri nechomukati+ nesimba pachishandiswa mudzimu+ wake, VaEfeso 4:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 asi kuti munofanira kuitwa vatsva musimba rinoita kuti pfungwa dzenyu dzishande,+
16 Naizvozvo hatineti, asi kunyange munhu watiri nechokunze ari kupera, chokwadi munhu watiri nechomukati+ ari kuitwa mutsva zuva nezuva.
16 kuti maererano nepfuma+ yokukudzwa kwake abvumire kuti musimbiswe mumunhu wamuri nechomukati+ nesimba pachishandiswa mudzimu+ wake,