Isaya 40:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Hamuzivi here? Hamunzwi here? Hamuna kuzviudzwa kubvira pakutanga here? Hamuna kunzwisisa kubvira pakatanga kuiswa nheyo dzenyika here?+
21 Hamuzivi here? Hamunzwi here? Hamuna kuzviudzwa kubvira pakutanga here? Hamuna kunzwisisa kubvira pakatanga kuiswa nheyo dzenyika here?+