Mabasa 3:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndimi vanakomana+ vevaprofita nevesungano iyo Mwari akaita nemadzitateguru enyu, achiti kuna Abrahamu, ‘Mhuri dzose dzepanyika dzichakomborerwa nokumwana* wako.’+ Mabasa 7:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Akamupawo sungano yokudzingisa;+ saizvozvo akabereka Isaka,+ akamudzingisa pazuva rechisere,+ Isaka akabereka Jakobho, Jakobho akabereka misoro yemhuri+ gumi nemiviri.
25 Ndimi vanakomana+ vevaprofita nevesungano iyo Mwari akaita nemadzitateguru enyu, achiti kuna Abrahamu, ‘Mhuri dzose dzepanyika dzichakomborerwa nokumwana* wako.’+
8 “Akamupawo sungano yokudzingisa;+ saizvozvo akabereka Isaka,+ akamudzingisa pazuva rechisere,+ Isaka akabereka Jakobho, Jakobho akabereka misoro yemhuri+ gumi nemiviri.