VaEfeso 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Naizvozvo rambai muchiyeuka kuti maimbova vanhu vemamwe marudzi panyama;+ mainzi “vanhu vasina kudzingiswa” nevanhu vaya vainzi “vakadzingiswa” panyama zvichiitwa nemaoko+— VaEfeso 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti ndiye rugare+ rwedu, iye akaita kuti mativi maviri+ ave rimwe chete+ uye akaparadza rusvingo+ rwaiva pakati rwaiaparadzanisa.+
11 Naizvozvo rambai muchiyeuka kuti maimbova vanhu vemamwe marudzi panyama;+ mainzi “vanhu vasina kudzingiswa” nevanhu vaya vainzi “vakadzingiswa” panyama zvichiitwa nemaoko+—
14 Nokuti ndiye rugare+ rwedu, iye akaita kuti mativi maviri+ ave rimwe chete+ uye akaparadza rusvingo+ rwaiva pakati rwaiaparadzanisa.+