Pisarema 110:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vanhu vako+ vachazvipa nomwoyo unoda+ pazuva raunoenda neuto rako rehondo kunorwa.+Mukubwinya kwoutsvene,+ kubva muchibereko chemambakwedza,Une boka rako remajaya akaita semadonhwe edova.+ 1 VaKorinde 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 nokuti makatengwa nomutengo.+ Nepazvinobvira napo, kudzai Mwari+ mumiviri+ yenyu.
3 Vanhu vako+ vachazvipa nomwoyo unoda+ pazuva raunoenda neuto rako rehondo kunorwa.+Mukubwinya kwoutsvene,+ kubva muchibereko chemambakwedza,Une boka rako remajaya akaita semadonhwe edova.+