1 VaKorinde 12:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 kuti parege kuva nokupesana mumuviri, asi kuti nhengo dzawo dzitarisirane zvakafanana.+ VaEfeso 4:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Saka zvino, zvamakabvisa nhema,+ mumwe nomumwe wenyu ngaataure chokwadi nomuvakidzani wake,+ nokuti isu tiri nhengo yomumwe nomumwe.+
25 Saka zvino, zvamakabvisa nhema,+ mumwe nomumwe wenyu ngaataure chokwadi nomuvakidzani wake,+ nokuti isu tiri nhengo yomumwe nomumwe.+