VaRoma 12:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Pakudanana sehama,+ dananai kwazvo. Pakukudzana,+ tungamiriranai. VaEfeso 4:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Saka zvino, zvamakabvisa nhema,+ mumwe nomumwe wenyu ngaataure chokwadi nomuvakidzani wake,+ nokuti isu tiri nhengo yomumwe nomumwe.+
25 Saka zvino, zvamakabvisa nhema,+ mumwe nomumwe wenyu ngaataure chokwadi nomuvakidzani wake,+ nokuti isu tiri nhengo yomumwe nomumwe.+