Dheuteronomi 28:54 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 54 “Kana ari murume akatsvinda kwazvo uye akatunhidzwa kwazvo uye akaregererwa anenge ari pakati pako, ziso+ rake richava richingoda kuita zvakaipa kuhama yake nomudzimai wake waanoda nevanakomana vake vaanenge asara navo, 2 Timoti 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 vasina rudo rukuru rwokuzvarwa narwo,+ vasingambodi kubvumirana,+ vanochera vamwe,+ vasingazvidzori, vanotyisa,+ vasingadi zvakanaka,+
54 “Kana ari murume akatsvinda kwazvo uye akatunhidzwa kwazvo uye akaregererwa anenge ari pakati pako, ziso+ rake richava richingoda kuita zvakaipa kuhama yake nomudzimai wake waanoda nevanakomana vake vaanenge asara navo,
3 vasina rudo rukuru rwokuzvarwa narwo,+ vasingambodi kubvumirana,+ vanochera vamwe,+ vasingazvidzori, vanotyisa,+ vasingadi zvakanaka,+