VaRoma 9:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Naizvozvo, hazvisi kuna iye anoda kana kuna iye anomhanya, asi zviri kuna Mwari+ ane ngoni.+ 2 VaKorinde 6:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvatinoshanda pamwe chete naye,+ tinokutetereraiwo kuti murege kugamuchira mutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari motadza kunzwisisa chinangwa chawo.+
6 Zvatinoshanda pamwe chete naye,+ tinokutetereraiwo kuti murege kugamuchira mutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari motadza kunzwisisa chinangwa chawo.+