Dheuteronomi 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira. Tito 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 zvisingaitwi nokuda kwemabasa+ okururama atakanga taita,+ asi maererano nengoni+ dzake, iye akatiponesa nokushambidza+ kwakatiunza kuupenyu+ uye nokuitwa kwedu vatsva nomudzimu mutsvene.+
31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira.
5 zvisingaitwi nokuda kwemabasa+ okururama atakanga taita,+ asi maererano nengoni+ dzake, iye akatiponesa nokushambidza+ kwakatiunza kuupenyu+ uye nokuitwa kwedu vatsva nomudzimu mutsvene.+