Genesisi 39:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Hapana mukuru kundipfuura mumba muno, uye haana kana chaakandirambidza kunze kwenyu, nokuti muri mudzimai wake.+ Naizvozvo ndingaita seiko chinhu ichi chakaipa kwazvo, nditadzire Mwari?”+ VaGaratiya 3:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo vaya vanoomerera pakutenda vari kukomborerwa+ sezvakaitwa Abrahamu+ akatendeka. VaHebheru 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Somushandi,+ Mosesi akanga akatendeka muimba yose yaIyeye kuti zvive uchapupu hwezvinhu zvaizotaurwa pashure,+
9 Hapana mukuru kundipfuura mumba muno, uye haana kana chaakandirambidza kunze kwenyu, nokuti muri mudzimai wake.+ Naizvozvo ndingaita seiko chinhu ichi chakaipa kwazvo, nditadzire Mwari?”+
5 Somushandi,+ Mosesi akanga akatendeka muimba yose yaIyeye kuti zvive uchapupu hwezvinhu zvaizotaurwa pashure,+