Mateu 10:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Chenjererai vanhu;+ nokuti vachakuisai kumatare omunzvimbo imomo,+ uye vachakuzvamburai+ mumasinagogi avo.+ 1 Petro 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Chokwadi, mashoko akanaka akaziviswawo kune vakafa+ nokuda kwaizvozvi, kuti vatongwe panyama sokuona kunoita vanhu+ asi vararame mumudzimu+ sokuona kunoita Mwari.
17 Chenjererai vanhu;+ nokuti vachakuisai kumatare omunzvimbo imomo,+ uye vachakuzvamburai+ mumasinagogi avo.+
6 Chokwadi, mashoko akanaka akaziviswawo kune vakafa+ nokuda kwaizvozvi, kuti vatongwe panyama sokuona kunoita vanhu+ asi vararame mumudzimu+ sokuona kunoita Mwari.