1 VaKorinde 1:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 kuti zvive sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Anozvirumbidza, ngaazvirumbidze muna Jehovha.”+ 2 Johani 9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Munhu wose anomhanyira mberi+ asingarambi+ ari mudzidziso yaKristu haasi pamwe naMwari.+ Anoramba ari mudzidziso iyi ndiye ari pamwe navose vari vaviri Baba noMwanakomana.+ 3 Johani 9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndakanyorera ungano chimwe chinhu, asi Dhiyotrefesi, uyo anoda kuva nenzvimbo yokutanga+ pakati pavo, haagamuchiri chinhu+ chinobva kwatiri noruremekedzo.+
9 Munhu wose anomhanyira mberi+ asingarambi+ ari mudzidziso yaKristu haasi pamwe naMwari.+ Anoramba ari mudzidziso iyi ndiye ari pamwe navose vari vaviri Baba noMwanakomana.+
9 Ndakanyorera ungano chimwe chinhu, asi Dhiyotrefesi, uyo anoda kuva nenzvimbo yokutanga+ pakati pavo, haagamuchiri chinhu+ chinobva kwatiri noruremekedzo.+