Mabasa 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Iye akati: “Ndimi ani, Ishe?” Akati: “Ndini Jesu, wauri kutambudza.+ 1 VaKorinde 15:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 asi pakupedzisira akazviratidzawo kwandiri+ sokunge kumunhu akaberekwa nguva isati yakwana.