RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 15:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Chokwadi, vakafara kuita izvozvo, asi vakanga vaine chikwereti kwavari; nokuti kana mamwe marudzi akagoverana muzvinhu zvavo zvomudzimu,+ ivowo vane chikwereti chokushumira pachena kune ava nezvinhu zvomuviri wenyama.+

  • VaGaratiya 6:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Zvakare, munhu wose ari kudzidziswa shoko achiita zvokutaurirwa nomuromo+ ngaagoverane+ zvinhu zvose zvakanaka nouya anodzidzisa kudaro nomuromo.+

  • VaFiripi 4:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Hakusi kuti ndiri kutsvaka nomwoyo wose chipo chacho,+ asi kuti ndiri kutsvaka nomwoyo wose zvibereko+ zvinokupfumisai.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe