-
Mateu 17:25Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
25 Iye akati: “Hungu.” Zvisinei, paakapinda mumba, Jesu akamutangira nokutaura kuti: “Simoni, unofungei? Madzimambo enyika anogamuchira miripo kana mutero womunhu wose kubva kuna vanaani? Kubva kuvanakomana vavo here kana kuvamwe vanhuwo zvavo?”
-