RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 18:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 uye akagara pamba pavo nokuti vaiita basa rakafanana nerake, uye vakashanda,+ nokuti basa ravo raiva rokugadzira matende.

  • Mabasa 20:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Imi munozviziva kuti maoko aya akashandira zvinhu zvandaida+ nezvevaya vandaiva navo.

  • 1 VaKorinde 4:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 uye tichishanda zvakaoma,+ tichishanda nemaoko edu.+ Patinenge tichitukwa, tinokomborera;+ patinenge tichitambudzwa, tinotsungirira;+

  • 2 VaTesaronika 3:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 uyewo hatina kudya zvokudya zvomumwe munhu tisingabhadhari.+ Asi, taiita basa uye taishanda zvakaoma+ usiku nemasikati, kuti tirege kuisa mutoro unorema pana ani naani wenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe