1 VaKorinde 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Rudo+ rune mwoyo murefu+ uye rune mutsa.+ Rudo haruna godo,+ haruzvikudzi,+ haruzvitutumadzi,+ 1 Petro 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kupfuura zvinhu zvose, dananai kwazvo,+ nokuti rudo runofukidza zvivi zvizhinji.+