VaRoma 11:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino ndinotaura kwamuri imi muri vanhu vemamwe marudzi. Ini chokwadi zvandiri muapostora+ kune mamwe marudzi,+ ndinokudza+ ushumiri+ hwangu, 1 Timoti 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndinoonga Kristu Jesu Ishe wedu, akandipa simba, nokuti akaona kuti ndakatendeka+ nokundipa ushumiri,+
13 Zvino ndinotaura kwamuri imi muri vanhu vemamwe marudzi. Ini chokwadi zvandiri muapostora+ kune mamwe marudzi,+ ndinokudza+ ushumiri+ hwangu,
12 Ndinoonga Kristu Jesu Ishe wedu, akandipa simba, nokuti akaona kuti ndakatendeka+ nokundipa ushumiri,+