-
2 VaKorinde 12:9Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
9 asi chokwadi iye akati kwandiri: “Mutsa wangu usina kukodzera kuwanwa wakakukwanira;+ nokuti simba rangu riri kuitwa kuti rive rakakwana mukusava nesimba.”+ Naizvozvo, ndingasva zvangu ndazvirumbidza nomufaro mukuru kwazvo pamusoro pokusava nesimba kwangu,+ kuti simba raKristu rirambe riri pamusoro pangu setende.
-