VaRoma 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti kana, patakanga tiri vavengi,+ takayananiswa naMwari nokuda kworufu rwoMwanakomana wake,+ tichaponeswa zvikuru sei noupenyu hwake,+ zvino zvatakayananiswa. VaEfeso 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 uye kuti ayananise+ kwazvo vanhu vose mumuviri mumwe chete+ kuna Mwari nedanda rokutambudzikira,+ nokuti akanga aparadza ruvengo+ achizvishandisa iye. VaKorose 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 uye achishandisa iye kuti ayananisezve+ kwaari zvimwe zvinhu zvose+ nokuita rugare+ neropa+ raakateura padanda rokutambudzikira,+ pasinei nokuti zvingava zvinhu zviri panyika here kana kuti zvinhu zviri kumatenga.
10 Nokuti kana, patakanga tiri vavengi,+ takayananiswa naMwari nokuda kworufu rwoMwanakomana wake,+ tichaponeswa zvikuru sei noupenyu hwake,+ zvino zvatakayananiswa.
16 uye kuti ayananise+ kwazvo vanhu vose mumuviri mumwe chete+ kuna Mwari nedanda rokutambudzikira,+ nokuti akanga aparadza ruvengo+ achizvishandisa iye.
20 uye achishandisa iye kuti ayananisezve+ kwaari zvimwe zvinhu zvose+ nokuita rugare+ neropa+ raakateura padanda rokutambudzikira,+ pasinei nokuti zvingava zvinhu zviri panyika here kana kuti zvinhu zviri kumatenga.