Mabasa 20:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kunyange zvakadaro, handioni mweya wangu sounokosha kwandiri,+ kudai ndikangopedza basa rangu+ noushumiri+ hwaShe Jesu hwandakagamuchira,+ kuti ndipupurire kwazvo mashoko akanaka omutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari.+
24 Kunyange zvakadaro, handioni mweya wangu sounokosha kwandiri,+ kudai ndikangopedza basa rangu+ noushumiri+ hwaShe Jesu hwandakagamuchira,+ kuti ndipupurire kwazvo mashoko akanaka omutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari.+