2 VaKorinde 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti nokuda kwaizvozvi ndinonyorawo kuti ndizive zvamuri, kana muchiteerera pazvinhu zvose.+ VaHebheru 13:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Teererai vaya vari kukutungamirirai,+ muzviise pasi,+ nokuti ivo vari kurinda mweya yenyu sevanhu vachazozvidavirira;+ kuti vaite izvi nomufaro kwete nokugomera, nokuti izvi zvaizokukuvadzai.+
17 Teererai vaya vari kukutungamirirai,+ muzviise pasi,+ nokuti ivo vari kurinda mweya yenyu sevanhu vachazozvidavirira;+ kuti vaite izvi nomufaro kwete nokugomera, nokuti izvi zvaizokukuvadzai.+