1 VaKorinde 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndiri kunyora zvinhu izvi, kuti ndikurayirei sevana vangu vanodiwa,+ kwete kuti ndikunyadzisei. VaGaratiya 4:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 vana vangu vaduku,+ vandiri kurwadziwa zvakare nokusununguka kusvikira Kristu achiumbwa mamuri.+