RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 1:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Zvisinei, akapa vazhinji vakamugamuchira+ kodzero yokuva vana vaMwari,+ nokuti vakanga vachitenda muzita rake;+

  • VaRoma 8:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Kwete izvozvo chete, asi isuwo tine zvibereko zvokutanga,+ iwo mudzimu, chokwadi, isu tinogomera+ nechomukati, tichimirira nomwoyo wose kugamuchirwa sevanakomana,+ iko kusunungurwa mumiviri yedu norudzikinuro.

  • 2 VaKorinde 6:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 “‘Ndichava baba venyu,+ uye imi muchava vanakomana nevanasikana vangu,’+ anodaro Jehovha Wemasimbaose.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe