VaRoma 11:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino kana zviri maererano nomutsa usina kukodzera kuwanwa,+ hazvisisirizve nokuda kwemabasa;+ kudai zvisina kudaro, mutsa usina kukodzera kuwanwa hawaizovazve mutsa usina kukodzera kuwanwa.+ VaHebheru 12:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 muchinyatsochenjerera kuti hapana munhu angashayiswa mutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari;+ kuti parege kuva nomudzi une muchetura+ unomuka wokonzera dambudziko uye kuti vazhinji varege kusvibiswa nawo;+
6 Zvino kana zviri maererano nomutsa usina kukodzera kuwanwa,+ hazvisisirizve nokuda kwemabasa;+ kudai zvisina kudaro, mutsa usina kukodzera kuwanwa hawaizovazve mutsa usina kukodzera kuwanwa.+
15 muchinyatsochenjerera kuti hapana munhu angashayiswa mutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari;+ kuti parege kuva nomudzi une muchetura+ unomuka wokonzera dambudziko uye kuti vazhinji varege kusvibiswa nawo;+