VaRoma 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya+ zvakare, asi makagamuchira mudzimu+ wokugamuchirwa+ sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: “Abha,+ Baba!” VaRoma 8:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 nokuti akafanogadzawo+ vaya vaakatanga kuva nehanya navo+ kuti vaenzaniswe+ nomufananidzo+ woMwanakomana wake, kuti ave dangwe+ pakati pehama zhinji.+ VaGaratiya 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 kuti asunungure nokutenga+ vaya vaiva pasi pomutemo,+ kuti isuwo, tigamuchirwe sevanakomana.+
15 Nokuti hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya+ zvakare, asi makagamuchira mudzimu+ wokugamuchirwa+ sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: “Abha,+ Baba!”
29 nokuti akafanogadzawo+ vaya vaakatanga kuva nehanya navo+ kuti vaenzaniswe+ nomufananidzo+ woMwanakomana wake, kuti ave dangwe+ pakati pehama zhinji.+