Dheuteronomi 4:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Asi zvichenjerere, utarisire mweya wako zvakanaka,+ kuti urege kukanganwa zvinhu zvakaonekwa nemaziso ako+ uye kuti zvirege kubva mumwoyo mako mazuva ose oupenyu hwako;+ uzvizivise vanakomana vako nevazukuru vako,+ Dheuteronomi 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 unofanira kuaroverera mumwanakomana wako+ uye utaure nezvawo paunogara mumba mako nepaunofamba mumugwagwa nepaunorara pasi+ nepaunomuka. Dheuteronomi 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Kana mwanakomana wako akakubvunza muzuva rinozouya,+ achiti, ‘Zvipupuriro nemirau nezvakatongwa zvamakarayirwa naJehovha Mwari wedu zvinorevei?’ Zvirevo 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kuti unyatsoteerera uchenjeri nenzeve dzako,+ kuti uite kuti mwoyo wako ude ungwaru;+ Isaya 50:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Changamire Ishe Jehovha akavhura nzeve yangu, uye ini ndakanga ndisingapandukiri.+ Handina kufuratira.+
9 “Asi zvichenjerere, utarisire mweya wako zvakanaka,+ kuti urege kukanganwa zvinhu zvakaonekwa nemaziso ako+ uye kuti zvirege kubva mumwoyo mako mazuva ose oupenyu hwako;+ uzvizivise vanakomana vako nevazukuru vako,+
7 unofanira kuaroverera mumwanakomana wako+ uye utaure nezvawo paunogara mumba mako nepaunofamba mumugwagwa nepaunorara pasi+ nepaunomuka.
20 “Kana mwanakomana wako akakubvunza muzuva rinozouya,+ achiti, ‘Zvipupuriro nemirau nezvakatongwa zvamakarayirwa naJehovha Mwari wedu zvinorevei?’
5 Changamire Ishe Jehovha akavhura nzeve yangu, uye ini ndakanga ndisingapandukiri.+ Handina kufuratira.+