-
Mabasa 25:11Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
11 Asi chokwadi, kana ndiri munhu anoita zvakaipa,+ uye ndakaita chimwe chinhu chakakodzera rufu,+ handikumbiri kuti ndirege kufa; asiwo kana pasina chimwe chezvinhu izvozvo zvandiri kupomerwa nevarume ava, hapana munhu angandigamuchidza kwavari kuti anzi akanaka. Ndinokwidza mhosva yacho kuna Kesari!”+
-