1 Timoti 6:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Irwa kurwa kwakanaka kwazvo kwokutenda,+ batisisa upenyu husingaperi hwawakadanirwa uye hwawakazivisa zvakanaka kwazvo+ pamberi pezvapupu zvizhinji.
12 Irwa kurwa kwakanaka kwazvo kwokutenda,+ batisisa upenyu husingaperi hwawakadanirwa uye hwawakazivisa zvakanaka kwazvo+ pamberi pezvapupu zvizhinji.