Mateu 24:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Iye achatuma ngirozi dzake nokurira kukuru kwebhosvo,+ uye dzichaunganidza vakasarudzwa vake+ vachibva kumhepo ina,+ kubvira kumugumo mumwe wematenga kusvikira kune mumwe mugumo wao. 1 VaTesaronika 4:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Pashure paizvozvo isu vapenyu tiri kurarama, tichatorwa+ mumakore,+ pamwe chete navo,+ kuti tisangane+ naShe mumhepo; uye nokudaro tichava naShe nguva dzose.+
31 Iye achatuma ngirozi dzake nokurira kukuru kwebhosvo,+ uye dzichaunganidza vakasarudzwa vake+ vachibva kumhepo ina,+ kubvira kumugumo mumwe wematenga kusvikira kune mumwe mugumo wao.
17 Pashure paizvozvo isu vapenyu tiri kurarama, tichatorwa+ mumakore,+ pamwe chete navo,+ kuti tisangane+ naShe mumhepo; uye nokudaro tichava naShe nguva dzose.+