2 Timoti 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti ndiri kutodururwa sechinopiwa chinonwiwa,+ uye nguva yakakodzera yokusunungurwa+ kwangu yava pedyo. 2 Petro 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 zvandinoziva kuti kubviswa kwetebhenekeri yangu kuchakurumidza kuitika,+ sokuratidzwa kwandakaitwa naShe wedu Jesu Kristu.+
6 Nokuti ndiri kutodururwa sechinopiwa chinonwiwa,+ uye nguva yakakodzera yokusunungurwa+ kwangu yava pedyo.
14 zvandinoziva kuti kubviswa kwetebhenekeri yangu kuchakurumidza kuitika,+ sokuratidzwa kwandakaitwa naShe wedu Jesu Kristu.+