Isaya 25:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti mava nhare kumunhu akaderera, nenhare kumurombo pakutambudzika kwake,+ nekwokupotera padutu rine mvura, nomumvuri+ pakupisa, mhepo yevanodzvinyirira painenge yakaita sedutu rine mvura rinorovera pamadziro. 2 VaKorinde 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti hama, hatidi kuti muve vasingazivi pamusoro pokutambudzika kwakatiwira muruwa rweEzhiya,+ kuti takanga takamanikidzika kwazvo zvinopfuura simba redu, zvokuti takanga tisisina kana chokwadi kunyange noupenyu hwedu.+ Zvakazarurwa 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Usatya zvinhu zvawava kuda kutambura.+ Tarira! Dhiyabhorosi+ acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kwazvo,+ uye kuti mutambudzike+ kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvikira kurufu,+ uye ndichakupa korona youpenyu.+
4 Nokuti mava nhare kumunhu akaderera, nenhare kumurombo pakutambudzika kwake,+ nekwokupotera padutu rine mvura, nomumvuri+ pakupisa, mhepo yevanodzvinyirira painenge yakaita sedutu rine mvura rinorovera pamadziro.
8 Nokuti hama, hatidi kuti muve vasingazivi pamusoro pokutambudzika kwakatiwira muruwa rweEzhiya,+ kuti takanga takamanikidzika kwazvo zvinopfuura simba redu, zvokuti takanga tisisina kana chokwadi kunyange noupenyu hwedu.+
10 Usatya zvinhu zvawava kuda kutambura.+ Tarira! Dhiyabhorosi+ acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kwazvo,+ uye kuti mutambudzike+ kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvikira kurufu,+ uye ndichakupa korona youpenyu.+