RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Timoti 6:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Haiwa Timoti, rinda zvawakaronzeswa,+ uchifuratira kutaura kusina zvakunobatsira kunoshatisa zvinhu zvitsvene, nokupokanidzana pamusoro peinonzi “zivo” iyo iri yenhema.+

  • 2 Timoti 2:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ramba uchivayeuchidza+ zvinhu izvi, uchivarayira+ pamberi paMwari sechapupu,+ kuti varege kuitisana nharo pamusoro pemashoko,+ zvisina kana zvazvinombobatsira, nokuti zvinokanganisa vaya vanenge vachiteerera.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe