Jeremiya 23:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Kutsamwa kwaJehovha hakuzodzoki kusvikira apedza+ uye kusvikira aita kuti zvinofungwa nomwoyo wake zviitike.+ Mumazuva okupedzisira muchazvifunga muchinzwisisa.+ Dhanieri 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndauya kuzoita kuti unzwisise zvichawira vanhu vokwako+ mumazuva okupedzisira,+ nokuti zvakaratidzwa+ zvacho ndezvemazuva achauya.”+ Mateu 24:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Paakanga agere paGomo reMiorivhi, vadzidzi vakasvika kwaari vari voga, vachiti: “Tiudzei, Zvinhu izvi zvichaitika rini, uye chii chichava chiratidzo chokuvapo kwenyu+ nechokuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho?”+ Judha 18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti vaimbotaura sei kwamuri, vachiti: “Panguva yokupedzisira pachava nevaseki, vanoita zvinhu zvokusada Mwari maererano nokuchiva kwavo.”+
20 Kutsamwa kwaJehovha hakuzodzoki kusvikira apedza+ uye kusvikira aita kuti zvinofungwa nomwoyo wake zviitike.+ Mumazuva okupedzisira muchazvifunga muchinzwisisa.+
14 Ndauya kuzoita kuti unzwisise zvichawira vanhu vokwako+ mumazuva okupedzisira,+ nokuti zvakaratidzwa+ zvacho ndezvemazuva achauya.”+
3 Paakanga agere paGomo reMiorivhi, vadzidzi vakasvika kwaari vari voga, vachiti: “Tiudzei, Zvinhu izvi zvichaitika rini, uye chii chichava chiratidzo chokuvapo kwenyu+ nechokuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho?”+
18 kuti vaimbotaura sei kwamuri, vachiti: “Panguva yokupedzisira pachava nevaseki, vanoita zvinhu zvokusada Mwari maererano nokuchiva kwavo.”+