Mabasa 20:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 uye pakati penyu pachamuka varume vachataura zvinhu zvisina kururama+ kuti vatsause vadzidzi vavatevere.+ 1 Timoti 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvisinei, kutaura kwakafuridzirwa kunotaura pachena kuti munguva dzinouya+ vamwe vachatsauka+ pakutenda, vachiteerera kutaura kwakafuridzirwa+ kunotsausa nedzidziso dzemadhimoni,+ 2 Timoti 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi ziva izvi, kuti mumazuva okupedzisira+ nguva dzinonetsa dzakaoma kubata nadzo dzichasvika.+ 2 Petro 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvisinei, kwakavawo nevaprofita venhema pakati pevanhu, sezvakuchavawo nevadzidzisi venhema pakati penyu.+ Ivava vachapinza chinyararire tumapoka tunoparadza uye vacharamba kunyange tenzi akavatenga,+ vachizviunzira kuparadzwa kunokurumidza. 2 Petro 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kutanga munoziva izvi, kuti mumazuva okupedzisira+ vaseki+ vachauya nokuseka kwavo, vachiita maererano nokuchiva kwavo,+
30 uye pakati penyu pachamuka varume vachataura zvinhu zvisina kururama+ kuti vatsause vadzidzi vavatevere.+
4 Zvisinei, kutaura kwakafuridzirwa kunotaura pachena kuti munguva dzinouya+ vamwe vachatsauka+ pakutenda, vachiteerera kutaura kwakafuridzirwa+ kunotsausa nedzidziso dzemadhimoni,+
2 Zvisinei, kwakavawo nevaprofita venhema pakati pevanhu, sezvakuchavawo nevadzidzisi venhema pakati penyu.+ Ivava vachapinza chinyararire tumapoka tunoparadza uye vacharamba kunyange tenzi akavatenga,+ vachizviunzira kuparadzwa kunokurumidza.
3 Nokuti kutanga munoziva izvi, kuti mumazuva okupedzisira+ vaseki+ vachauya nokuseka kwavo, vachiita maererano nokuchiva kwavo,+