Zvirevo 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 nokuti Jehovha anotsiura waanoda,+ sokutsiura kunoita baba mwanakomana wavanofarira.+ Johani 16:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Iyeye paanosvika, achapa nyika uchapupu hwechokwadi pamusoro pechivi nepamusoro pokururama nepamusoro pokutonga:+ Tito 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 anobatisisa shoko rakatendeka pamusoro pounyanzvi hwake hwokudzidzisa,+ kuti akwanise kurayira achishandisa kudzidzisa kunopa utano+ uye kutsiura+ vaya vanopikisa.
8 Iyeye paanosvika, achapa nyika uchapupu hwechokwadi pamusoro pechivi nepamusoro pokururama nepamusoro pokutonga:+
9 anobatisisa shoko rakatendeka pamusoro pounyanzvi hwake hwokudzidzisa,+ kuti akwanise kurayira achishandisa kudzidzisa kunopa utano+ uye kutsiura+ vaya vanopikisa.