RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 11:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Zvisinei, kana tatongwa,+ tinorangwa naJehovha,+ kuti tirege kupiwa mhosva+ pamwe chete nenyika.+

  • VaHebheru 12:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 nokuti Jehovha anoranga waanoda; chokwadi, anorova munhu wose waanogamuchira somwanakomana.”+

  • Zvakazarurwa 3:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 “‘Vose vandinoda kwazvo ndinovatsiura nokuvaranga.+ Naizvozvo shingaira upfidze.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe