RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Timoti 1:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 kana kuteerera ngano+ nenyaya dzemadzinza, zvisina zvazvinobatsira,+ asi zvinomutsa mibvunzo yokutsvakurudza panzvimbo pokugovera zvinhu zvinobva kuna Mwari pamusoro pokutenda.

  • 1 Timoti 4:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Asi ramba ngano+ dzinoshatisa zvinhu zvitsvene uye dzinotaurwa nechembere. Uyewo, vavarira kuzvirovedza nokuzvipira kuna Mwari.+

  • Tito 3:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Asi ramba mibvunzo youpenzi+ nenyaya dzemadzinza+ nokukakavadzana+ nokurwa pamusoro poMutemo,+ nokuti hazvina zvazvinobatsira uye hazvina maturo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe