Jeremiya 23:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Shoko rangu harina kufanana nomoto here,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “uye nenyundo inoputsa ibwe?”+ Zekariya 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo yakapindura, ikati kwandiri: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha kuna Zerubhabheri, achiti, ‘“Hazviitwi nehondo,+ kana nesimba,+ asi nomudzimu wangu,”+ Jehovha wemauto adaro. Johani 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kuti: “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.”+ 1 Petro 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti hamuna kuberekwa patsva+ nembeu+ inoora,+ asi isingaori,+ pachishandiswa shoko+ raMwari mupenyu uye anogara nokusingaperi.+
29 “Shoko rangu harina kufanana nomoto here,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “uye nenyundo inoputsa ibwe?”+
6 Naizvozvo yakapindura, ikati kwandiri: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha kuna Zerubhabheri, achiti, ‘“Hazviitwi nehondo,+ kana nesimba,+ asi nomudzimu wangu,”+ Jehovha wemauto adaro.
23 Nokuti hamuna kuberekwa patsva+ nembeu+ inoora,+ asi isingaori,+ pachishandiswa shoko+ raMwari mupenyu uye anogara nokusingaperi.+