Pisarema 73:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Asi ini, tsoka dzangu dzakanga dzava kuda kutsauka,+Nhanho dzangu dzakapotsa dzatsvedzemuka.+ VaHebheru 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Hama, chenjerai, kuti muna ani naani wenyu murege kumuka mwoyo wakaipa usina kutenda nokubva pana Mwari mupenyu;+ 2 Petro 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo, imi vadiwa, zvamunofanoziva izvi,+ chenjererai kuti murege kutsauswa navo nokukanganisa kwevanhu vanozvidza mutemo, mowa pakusimba kwenyu.+ Zvakazarurwa 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kunyange zvakadaro, ndinopesana newe pachinhu ichi, kuti wakasiya rudo rwawaiva narwo pakutanga.+
12 Hama, chenjerai, kuti muna ani naani wenyu murege kumuka mwoyo wakaipa usina kutenda nokubva pana Mwari mupenyu;+
17 Naizvozvo, imi vadiwa, zvamunofanoziva izvi,+ chenjererai kuti murege kutsauswa navo nokukanganisa kwevanhu vanozvidza mutemo, mowa pakusimba kwenyu.+