Mateu 26:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Asi ndinokuudzai kuti, Handichazombonwizve zvibereko izvi zvomuzambiringa kubvira zvino kusvikira zuva iroro pandichazvinwa nemi zvava zvitsva muumambo hwaBaba vangu.”+ Zvakazarurwa 21:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndakaonawo guta dzvene,+ Jerusarema Idzva, richiburuka kudenga+ richibva kuna Mwari, rakagadzirwa somwenga+ akashongera murume wake.+
29 Asi ndinokuudzai kuti, Handichazombonwizve zvibereko izvi zvomuzambiringa kubvira zvino kusvikira zuva iroro pandichazvinwa nemi zvava zvitsva muumambo hwaBaba vangu.”+
2 Ndakaonawo guta dzvene,+ Jerusarema Idzva, richiburuka kudenga+ richibva kuna Mwari, rakagadzirwa somwenga+ akashongera murume wake.+