Mabasa 7:58 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 58 Pashure pokumukanda kunze kweguta,+ vakatanga kumutema nematombo.+ Zvapupu+ zvacho zvakaisa nguo dzazvo dzokunze patsoka dzejaya rainzi Sauro.+ VaRoma 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kunyange Kristu haana kuzvifadza;+ asi sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Kuzvidza kwevaya vakanga vachikuzvidzai kwakawira pandiri.”+ 2 VaKorinde 12:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo ndinofara nokusava nesimba, nokutukwa, nokushayiwa, nokutambudzwa nezvinetso, nokuda kwaKristu. Nokuti pandinenge ndisina simba, ndipo pandiine simba.+ 1 Petro 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Kana muri kuzvidzirwa zita raKristu,+ munofara,+ nokuti mudzimu wokubwinya, iwo mudzimu waMwari, uri pamuri.+
58 Pashure pokumukanda kunze kweguta,+ vakatanga kumutema nematombo.+ Zvapupu+ zvacho zvakaisa nguo dzazvo dzokunze patsoka dzejaya rainzi Sauro.+
3 Nokuti kunyange Kristu haana kuzvifadza;+ asi sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Kuzvidza kwevaya vakanga vachikuzvidzai kwakawira pandiri.”+
10 Naizvozvo ndinofara nokusava nesimba, nokutukwa, nokushayiwa, nokutambudzwa nezvinetso, nokuda kwaKristu. Nokuti pandinenge ndisina simba, ndipo pandiine simba.+
14 Kana muri kuzvidzirwa zita raKristu,+ munofara,+ nokuti mudzimu wokubwinya, iwo mudzimu waMwari, uri pamuri.+