Pisarema 39:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Ndakati: “Ndicharinda nzira dzangu+Kuti ndirege kutadza norurimi rwangu.+Ndichaisa tomu kuti rive murindi womuromo wangu,+Chero bedzi munhu akaipa ari pamberi pangu.”+ Mateu 15:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvinopinda mumuromo hazvisi izvo zvinosvibisa munhu; asi zvinobuda mumuromo ndizvo zvinosvibisa munhu.”+ Mateu 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvisinei, zvinhu zvinobuda mumuromo zvinobva mumwoyo, uye zvinhu izvozvo zvinosvibisa munhu.+ Mako 7:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Zvinhu zvose izvi zvakaipa zvinobuda mukati zvosvibisa munhu.”+
39 Ndakati: “Ndicharinda nzira dzangu+Kuti ndirege kutadza norurimi rwangu.+Ndichaisa tomu kuti rive murindi womuromo wangu,+Chero bedzi munhu akaipa ari pamberi pangu.”+
11 Zvinopinda mumuromo hazvisi izvo zvinosvibisa munhu; asi zvinobuda mumuromo ndizvo zvinosvibisa munhu.”+